Mondadori Store

Trova Mondadori Store

Benvenuto
Accedi o registrati

lista preferiti

Per utilizzare la funzione prodotti desiderati devi accedere o registrarti

Vai al carrello
 prodotti nel carrello

Totale  articoli

0,00 € IVA Inclusa

Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (I)

Paul C. Jong
pubblicato da Paul C. Jong

Prezzo online:
0,00

MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya, ndiye Muponesi wavo wechokwadi. Kunyange zvakadaro, kune vaJudha vazhinji vachakamirira Muponesi wavo, kunyange nazvino.
Ko munodavira uye nekutevera Mwari nekumunzwisisa kwakakwana here parizvino? Kana musingadaro, hamusi here kunamata zvimhuru zvegoridhe muchizvitora saMwari? Kana makadaro, bva munofanira kuziva zvokwadi yekuti muri kunamata chifananidzo pamberi paMwari sezvakaita vaIsraeri. Munofanira kubva madzoka kuti musangane naIshe uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya. Ndine chokwadi kuti muchakwanisa kudavira kuZvokwadi yeevhangeri kana muchinge maziva zvomene pamberi paMwari kuti Zvokwadi yeruponeso muevhangeri yemvura noMweya chii, handizvo here?
Ndinoshuwira kupa huchapupu pamberi penyu hwekutenda kwechokwadi uye neZvokwadi pasi pemusoro webhuku unoti, "Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zvaJerobhoamu." Ndinovimba kuti muchava vanhu vekutenda kumwechete nekwangu.

Dettagli down

Generi Religioni e Spiritualità » Cristianesimo » Storia delle religioni

Editore Paul C. Jong

Formato Ebook (senza DRM)

Pubblicato 07/06/2024

Lingua Shona

EAN-13 9788928226917

0 recensioni dei lettori  media voto 0  su  5

Scrivi una recensione per "Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (I)"

Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (I)
 

Accedi o Registrati  per aggiungere una recensione

usa questo box per dare una valutazione all'articolo: leggi le linee guida
torna su Torna in cima